Welcome to the Vazukururu Vekwa Mukungunugwa Family Foundation (VVMF), where we honor our heritage and strengthen our bonds.
Hevoi! Mauya kuVazukururu Vekwa Mukungunugwa Family Foundation (VVMF), uko tinocherechedza nhaka yedu uye tinosimbisa hukama hwedu.
Siyakwamukela kuVazukururu Vekwa Mukungunugwa Family Foundation (VVMF), lapho sihlonipha ifa lethu futhi siqinisa izibopho zethu.
We are a large, united family, now transformed into an organized entity to elevate our collective potential. Powered by our strength in numbers, bonded by family, and driven by collaboration, we strive for new heights.
Tiri mhuri hombe yakabatana, zvino yachinja kuva sangano rakarongeka kuti tikwidziridze mukana wedu wekubudirira. Tine simba nokuda kwehuwandu hwedu, takasungirirwa pamwe semhuri, uye tichitungamirirwa nekubatana, tiri kushuvira kusvika kumakore matsva.
Singumndeni omkhulu oxhumene, manje osuphenduke inhlangano ehlelekile ukuze siphakamise amathuba ethu empumelelo. Siqiniswa ngobuningi bethu, sibumbene njengomndeni, futhi siqhutshwa ukubambisana, silwela ukufinyelela emazingeni aphezulu.